Please use this identifier to cite or link to this item: https://cris.library.msu.ac.zw//handle/11408/4879
Title: Jemedza
Other Titles: "Cry for him"
Authors: Magwa, Wiseman
Keywords: Jemedza
Cry for him
Shona novel
Issue Date: 2000
Publisher: Mambo Press
Abstract: Rufu rwaJosiah haruna kufadza vabereki vake. Pavakaenda kundomuona vakawana mwana wavo apera kwangosara musoro chete. Vachitarisa paakanga arere paiita kunge pasina munhu.kumira kana kufamba oga Josiah aive asisakwanisi. Zvino chiiko chadya murume uyu? Kuti ndicho chirwere chiriko mazuva ano ichi? Akange aroyiwa nemudzimai wake here kana kuti izita raida kuchemedzwa paari? Mhinduro kumibvunzo yese iyi munoiwana murungano rwuno rwunonzi JEMEDZA. Rungano uru rwakarwakanyatsorukwa uye rwunonakidza chose.
URI: http://hdl.handle.net/11408/4879
ISBN: 0869227548
Appears in Collections:Books

Files in This Item:
File Description SizeFormat 
Jemedza by Wiseman Magwa.pdf33.52 kBAdobe PDFView/Open
Show full item record

Page view(s)

54
checked on Apr 24, 2024

Download(s)

32
checked on Apr 24, 2024

Google ScholarTM

Check

Altmetric


Items in MSUIR are protected by copyright, with all rights reserved, unless otherwise indicated.